Chimhutu, Victoria Mushaba. Kuroora kwaTsuro nedzimwe ngano - Ngano dzekuZimbabwe. Xlibris, 2016.
sna

Victoria Mushaba Chimhutu

Kuroora kwaTsuro nedzimwe ngano

Ngano dzekuZimbabwe
  • Xlibris
  • 2016
  • Taschenbuch
  • 88 Seiten
  • ISBN 9781524558826

Bhuku rino rinorondedzera ngano dzandakakura ndichiudzwa naambuya vangu. Pandaikura, kumaruva kwandaigara, taiti kana tichinge tapedza kudya chikafu chemanheru, taigara takakomba choto tichitandara mumba yekubikira. Apa ndoo pataiteerera ambuya vangu vachitaura ngano dzavakange vakakurawo vachinzwa. Mubhuku iri mune ngano dzakasiyana-siyana dzakaitika makare-kare mumasango eZimbabwe. Mungano idzi kazhinji tinoona mhuka dzichikurukurirana pachadzo asi nedzimwewo nguva tinoona zvakare mhuka nevanhu zvichikurukurirana nekugarisana. Ngano idzi kazhinji dzinowandopedzisira nedzidziso yakakosha muupenyu.

in Kürze

Andere Ausgaben
Gebunden

in Kürze